• Shamhu yeZera renyu
    webteam
    Mukurava kwangu mabhuku, pane mabhuku andinoverenga ndichipedza nezuva rimwe, kana maviri, kana matatu.  Pozoita mabhuku ekuti ndinotora nguva.  Mwedzi, gore, makore, zvichidaro.  Iri nderimwe remabhuku anokuudza kuti ndinopisa.  Imbonditi dzvutu sesvutugadzike wogadzika komichi pasi.  Wotinditi dzvutu zvakare, nekuti handipere kupisa.  Mabhuku akadai ndinomaverenga ndichiverenga mamwe anopera zvezuva kana mazuva.  Ndichifamba nawo zvishoma nezvishoma.  Shamhu Yezera Renyu rakanyorwa naMemory Chirere nderimwe remabhuku akadai.  Ndazofara kuti ndapedza kuriverenga ndisingamhanyi ndichiti dzvutu ndoti gadzike, dzvutu gadzike. Ndinowirirana naRobert
  • All that it ever meant Blessing Musariri
    webteam
    “I have three lives; one as a child of two Zimbabweans I am Zimbabwean too; as a child of immigrants, I am a British Citizen; I am the person behind these two things I can choose.” I loved Musariri’s new offering. All That It Ever Meant is written beautifully albeit the twist almost at the end that had me flipping back to see if I had missed something. It is full of humor and the
  • Shards - Cynthia Marangwanda
    webteam
    Cynthia Marangwanda falls in the select group of Zimbabwean writers who inspire me to continue to explore language; the many ways in which it can be broken and bend to speak that which we want it to. Other writings that have had me pondering on the magic and dexterity that language can bring into telling stories are by Memory Chirere, Ignatius Mabasa, Ethel Kabwato, Fungai Tichawangana, Blessing Musariri, Tariro Ndoro, Tsitsi Ela Jaji, Togara Muzanenhamo,
  • Because Sadness is Beautiful Poems
    webteam
    I got my autographed copy of Tanaka Chidora’s debut poetry collection, “Because Sadness is Beautiful? on the 23rd of February, 2021 – it has sat on unread-books pile for roughly two years. Life happens and I am glad I finally found myself in the “zone,” two weeks ago to dig in. The poems here are far from gentle. They are an attempt at, “purgation,” from word ‘purge,’ you know honey?” I am looking for honey
  • Finding me Book
    Batsirai Chigama
    On Saturday, 20 August I got a message from an unknown number informing me they had a parcel for me from Tendi van der Mufunde. Because this son of mother had not said anything to me about the parcel I wondered what it could be. When I received the parcel I felt it with my hands and it felt like a book and I thought well, it could be a journal then I thought hard
  • tudikidiki by memory chinyerere
    Batsirai Chigama
    “Munhu wese pasi pano anekanyaya kehupenyu hwake kanomuvhundutsa. Kanyaya kaasingagone kutaurira kana ani zvake. Kanyaya kakangofananawo nekaronda kekumusana kasinganyatsopora. Karonda kausingagone kuratidza mumwe munhu kuti akukwenye uchitya kuti angazoudza vamwe vanhu achiti, ” …wamunowona uyo, ane karonda kasingapore, kanonhuwa sehanyanisi.” Tudikidiki ukaritarisa unorishora uchiti kabhuku kadikidiki. Unogona kuzvinyepera kuti ndinokaverenga mumaawa mashomanana ndikakapedza nekuti kane tunyaya tudikidiki Kabhuku kakatakura zvakakatakura. Kanetunyaya tupfupipfupi, tunyaya twekuti ukapedza kuverenga tunokushungurudza kwenguva yakareba. Ndakawona kuti kabhuku aka kaida ndikaverenge