-
“Munhu wese pasi pano anekanyaya kehupenyu hwake kanomuvhundutsa. Kanyaya kaasingagone kutaurira kana ani zvake. Kanyaya kakangofananawo nekaronda kekumusana kasinganyatsopora. Karonda kausingagone kuratidza mumwe munhu kuti akukwenye uchitya kuti angazoudza vamwe vanhu achiti, ” …wamunowona uyo, ane karonda kasingapore, kanonhuwa sehanyanisi.” Tudikidiki ukaritarisa unorishora uchiti kabhuku kadikidiki. Unogona kuzvinyepera kuti ndinokaverenga mumaawa mashomanana ndikakapedza nekuti kane tunyaya tudikidiki Kabhuku kakatakura zvakakatakura. Kanetunyaya tupfupipfupi, tunyaya twekuti ukapedza kuverenga tunokushungurudza kwenguva yakareba. Ndakawona kuti kabhuku aka kaida ndikaverenge
-
I love the idea of documenting literary events especially interviews. Here is one I attended on Jun 25, 2012 at the Spanish Embassy Harare. Memory Chirere in conversation with Chirikure Chirikure. Background Chirikure Chirikure was born in 1962 in Gutu. He is poet, writer, actor, cultural consultant and translator. A graduate from the University of Zimbabwe, Chirikure is also an honorary fellow at the University of Iowa, USA. He worked with one of Zimbabwe’s largest

